Mateo 13:1 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 13:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musi mumwe chetewo, Jesu akabuda mumba akandogara nechokugungwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 BDSCMateo 13:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva iro Jesu akabuda mumba, akandogara pagungwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SNA2002Mateo 13:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nezuʋa iro Jesu wakaɓuɗa mumba, akandogara paguŋgwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SUB1949Mateo 13:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezuva iroro Jesu akabva mumba muya akandogara pamahombekombe egungwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBMateo 13:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Nezuva iroro Jesu akabva mumba muya akandogara pamahombekombe egungwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBD