Mateo 12:49 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 12:49 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achinongedzera vadzidzi vake akati, “Ava ndivo mai vangu navanunʼuna vangu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 BDSCMateo 12:49 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndokutambanudza ruoko rwake kuvadzidzi vake, akati, “Tarirai, mai vangu navanun'una vangu!
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SNA2002Mateo 12:49 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ndokutambanudza ruʋoko rwake kuʋadzidzi ʋake, akati: Tarirai, mai ʋaŋgu naʋanuŋuna ʋaŋgu!
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SUB1949Mateo 12:49 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatambanudza ruoko kuna vadzidzi vake achiti, “Ava ndivo amai vangu navakoma navanun'una vangu!
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SCLBMateo 12:49 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Akatambanudza ruoko kuna vadzidzi vake achiti, “Ava ndivo amai vangu navakoma navanun'una vangu!
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SCLBD