Mateo 12:46 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 12:46 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu paakanga achiri kutaura kuvanhu vazhinji, mai vake navanunʼuna vake vakamira panze vachida kutaura naye.
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 BDSCMateo 12:46 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati achataura navanhu vazhinji, tarira, mai vake navanun'una vake vakamira kunze, vachitsvaka kutaura naye.
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SNA2002Mateo 12:46 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Wakati acataura naʋanhu ʋazhinji, tarira, mai ʋake naʋanuŋuna ʋake ʋakamira kunze, ʋacitȿaka kutaura naye.
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SUB1949Mateo 12:46 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakanga achiri kutaura kugungano riya ravanhu, amai vake navakoma navanun'una naye vakanga vatomira panze vachikumbira kutaura naye. [
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SCLBMateo 12:46 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Paakanga achiri kutaura kugungano riya ravanhu, amai vake navakoma navanun'una naye vakanga vatomira panze vachikumbira kutaura naye. [
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SCLBD