Mateo 12:40 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 12:40 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jona sezvaakaita mazuva matatu nousiku hutatu ari mudumbu rehove huru, saizvozvo Mwanakomana woMunhu achava mumwoyo wenyika kwamazuva matatu nousiku hutatu.
Mateo 12:40 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jona sezvaakava mudumbu rehove huru mazuva matatu nousiku utatu, saizvozvo Mwanakomana womunhu achava mumwoyo wenyika mazuva matatu nousiku utatu.
Mateo 12:40 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti Jona seɀaakaʋa muɗumbu rehoʋe huru mazuʋa matatu noʋusiku bgutatu, saiɀoɀo Mŋanakomana womunhu ucaʋa mumŋoyo wenyika mazuʋa matatu noʋusiku bgutatu.
Mateo 12:40 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvakangoita Jona akagara mazuva matatu nousiku hutatu ari mudumbu mezihove, ndizvozvowo zvichaita Mwanakomana womunhu, achava pasi penyika siku nesikati kwamazuva matatu.
Mateo 12:40 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Sezvakangoita Jona akagara mazuva matatu nousiku hutatu ari mudumbu mezihove, ndizvozvowo zvichaita Mwanakomana womunhu, achava pasi penyika siku nesikati kwamazuva matatu.