Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 12:39 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 12:39 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Akavapindura akati, “Rudzi rwakaipa nerwoupombwe runokumbira chiratidzo! Asi hapana chiratidzo chichapiwa kwarwuri kunze chete kwechiratidzo chomuprofita Jona.

Pakurirana nevamwe
Mateo 12 BDSC

Mateo 12:39 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akapindura, akati kwavari, “Rudzi rwakaipa rwoupombwe runotsvaka chiratidzo, asi harungapiwi chiratidzo, asi chiratidzo chomuporofita Jona.

Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SNA2002

Mateo 12:39 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akapindura, akati kwaʋari: Rudzi rwakaipa rwoʋupombge runotȿaka ciratidzo, asi haruŋgapiwi ciratidzo, asi ciratidzo comuprofita Jona.

Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SUB1949

Mateo 12:39 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi iye akavapindura achiti, “Chizvarwa chakaipa uye chenzenza chinotsvaka chiratidzo, asi hapana chiratidzo chachichapiwa kusiya kwaJona sechiratidzo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SCLB

Mateo 12:39 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi iye akavapindura achiti, “Chizvarwa chakaipa uye chenzenza chinotsvaka chiratidzo, asi hapana chiratidzo chachichapiwa kusiya kwaJona sechiratidzo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SCLBD