Mateo 12:38 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 12:38 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vamwe vaFarisi navadzidzisi vomurayiro vakati kwaari, “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo chechishamiso kubva kwamuri.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 BDSCMateo 12:38 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vamwe vanyori navaFarisi vakapindura, vakati, “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo kwamuri.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SNA2002Mateo 12:38 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino ʋamŋe ʋanyori naʋaFarise ʋakapindura, ʋakati: Mudzidzisi, tinoɗa kuʋona ciratidzo kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SUB1949Mateo 12:38 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzimwe nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakati kwaari, “Mudzidzisi tingade kuona chiratidzo chinobva kwamuri.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SCLBMateo 12:38 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Dzimwe nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakati kwaari, “Mudzidzisi tingade kuona chiratidzo chinobva kwamuri.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SCLBD