Mateo 12:35
Mateo 12:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu akanaka anobudisa zvakanaka zvagara zviri mudura romwoyo wake, uye munhu akaipa anobudisa zvakaipa zvagara zviri mudura romwoyo wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12Mateo 12:35 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Munhu akanaka anobudisa zvinhu zvakanaka papfuma yake yakanaka; nomunhu akaipa anobudisa zvinhu zvakaipa papfuma yake yakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12Mateo 12:35 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu wakanaka anoburitsa zvinhu zvakanaka zvichibva muupfumi hwake hwakanaka. Munhu wakaipa anoburitsawo mudura rake rouipi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12