Mateo 12:34
Mateo 12:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Imi vana venyoka, zvingaitike here kuti imi makaipa kudai mutaure chipi zvacho chakanaka? Nokuti muromo unotaura zviri mumwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12Mateo 12:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Imi, vana venyoka, mungagona seiko kutaura zvinhu zvakanaka, zvamuri vakaipa? Nokuti muromo unotaura zvizere mumwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12Mateo 12:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Imi vana venyoka, mungataure sei zvakanaka imi makaipa, nokuti muromo unotaura zvinenge zvichitofashukira mumwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12