Mateo 12:33
Mateo 12:33 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
“Itai kuti muti uve wakanaka, muchero wawo uchavawo wakanaka; itai kuti muti uve wakaipa muchero wawo uchavawo wakaipa, nokuti muti unozivikanwa nomuchero wawo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12Mateo 12:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Itai kuti muti uve wakanaka uye michero yawo ichava yakanaka kana kuti itai kuti muti uve wakaipa, uye michero yawo ichava yakaipa, nokuti muti uchazivikanwa nemichero yawo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12Mateo 12:33 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Itai muti uve wakanaka, nemichero yawo yakanakawo; kana itai muti uve wakaipa, nemichero yawo yakaipawo; nokuti muti unozikanwa nemichero yawo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12Mateo 12:33 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Itai kuti muti uve wakanaka, muchero wawo uchavawo wakanaka; itai kuti muti uve wakaipa muchero wawo uchavawo wakaipa, nokuti muti unozivikanwa nomuchero wawo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12