Mateo 12:31
Mateo 12:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye naizvozvo ndinokuudzai kuti, vanhu vacharegererwa zvivi zvose nokumhura kwose asi kumhura Mweya hakuzoregererwi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12Mateo 12:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Naizvozvo ndinoti kwamuri, vanhu vacharegererwa zvivi zvose nokushonha, asi kushonha Mweya, havangaregererwi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12Mateo 12:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo ndinokutaurirai kuti, chitadzo chipi nechipi zvacho nokushonha Mwari kupi nokupi zvako kunoregererwa vanhu, asi kushonha Mweya hakuregererwi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12