Mateo 12:3 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 12:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwavari, “Ko, hamuna kuverenga here zvakaitwa naDhavhidhi navamwe vake pavakanga vava nenzara?
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 BDSCMateo 12:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi akati kwavari, “Ko hamuna kurava here zvakaitwa naDhavhidhi, musi waakanga aziya, iye navakanga vanaye
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SNA2002Mateo 12:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi wakati kwaʋari: Ko hamuna‐kuraʋa here ɀakaitwa naDavidi, musi waakaŋga aziya, iye naʋakaŋga ʋanaye
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SUB1949Mateo 12:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati kwavari, “Hamuna here kumboverenga zvakaitwa naDhavhidhi paakanga ava nenzara pamwechete nevaakanga ainavo
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SCLBMateo 12:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Iye akati kwavari, “Hamuna here kumboverenga zvakaitwa naDhavhidhi paakanga ava nenzara pamwechete nevaakanga ainavo
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SCLBD