Mateo 12:24 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 12:24 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vaFarisi pavakanzwa izvi, vakati, “NdiBheerizebhubhi chete, muchinda wamadhimoni, waanodzinga naye madhimoni.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 BDSCMateo 12:24 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaFarisi vakati vachizvinzwa, vakati, “Munhu uyu haabudisi mweya yakaipa, asi naBheerizebhuri, muchinda wemweya yakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SNA2002Mateo 12:24 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino ʋaFarise ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakati: Munhu uyu haaɓuɗisi mŋeya yakaipa, asi naBeerzeburi, mucinda wemŋeya yakaipa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SUB1949Mateo 12:24 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaFarisei pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu anodzinga mweya yakaipa nesimba raBherizebhuru chete jinda remweya yakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SCLBMateo 12:24 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
VaFarisei pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu anodzinga mweya yakaipa nesimba raBherizebhuru chete jinda remweya yakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SCLBD