Mateo 12:22
Mateo 12:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo vakauya kwaari nomurume akanga akabatwa nedhimoni ari bofu uye ari mbeveve, uye Jesu akamuporesa, zvokuti akagona zvose kutaura nokuona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12Mateo 12:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakaisa kwaari munhu aiva nomweya wakaipa, raiva bofu nembeveve; akamuporesa, naizvozvo mbeveve yakataura nokuonawo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12Mateo 12:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kwakauiswa kwaari bofu raive mbeveve rine mweya wakaipa akariporesa zvokuti mbeveve iya yakataura ikakwanisa kuona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12