Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 12:2 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 12:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

VaFarisi pavakazviona, vakati kwaari, “Tarirai, vadzidzi venyu vari kuita zvisingabvumirwi nomusi weSabata.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 12 BDSC

Mateo 12:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

VaFarisi vakati vachizviona, vakati kwaari, “Tarira, vadzidzi vako vanoita zvisina kutenderwa nomusi weSabata.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SNA2002

Mateo 12:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

ƲaFarise ʋakatiʋaciɀiʋona, ʋakati kwaari: Tarira, ʋadzidzi ʋako ʋanoita ɀisina‐kutenderwa nomusi wesaɓata.

Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SUB1949

Mateo 12:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

VaFarisei pavakazviona vakati kwaari, “Tarisai muone vadzidzi venyu vari kuita zvisingabvumirwi nomutemo pamusi reSabata.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SCLB

Mateo 12:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

VaFarisei pavakazviona vakati kwaari, “Tarisai muone vadzidzi venyu vari kuita zvisingabvumirwi nomutemo pamusi reSabata.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SCLBD