Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 12:15 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 12:15 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Achiziva izvi, Jesu akabva panzvimbo iyi. Vazhinji vakamutevera, akaporesa varwere vavo vose.

Pakurirana nevamwe
Mateo 12 BDSC

Mateo 12:15 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Jesu akati achizviziva, akabvapo; vanhu vazhinji vakamutevera, akavaporesa vose

Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SNA2002

Mateo 12:15 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Jesu wakati aciɀiziʋa, akabva’po; ʋanhu ʋazhinji ʋakamuteʋera, akaʋaporesa ʋose

Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SUB1949

Mateo 12:15 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Jesu paakaziva izvi, akabva abva ikoko. Vanhu vazhinji vakamutevera akavarapa vose.

Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SCLB

Mateo 12:15 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Jesu paakaziva izvi, akabva abva ikoko. Vanhu vazhinji vakamutevera akavarapa vose.

Pakurirana nevamwe
Mateo 12 SCLBD