Mateo 11:4 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 11:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akavapindura achiti, “Dzokerai mundoudza Johani zvamuri kunzwa nezvamuri kuona
Pakurirana nevamwe
Mateo 11 BDSCMateo 11:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akapindura, akati kwavari, “Endai, mundoudza Johani zvamunonzwa nezvamunoona
Pakurirana nevamwe
Mateo 11 SNA2002Mateo 11:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Jesu akapindura, akati kwaʋari: Endai, mundoʋudza Johane ɀamunonzwa neɀamunoʋona
Pakurirana nevamwe
Mateo 11 SUB1949Mateo 11:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akavapindura achiti, “Endai mundotaurira Johani zvamuri kunzwa nezvamuri kuona zvokuti
Pakurirana nevamwe
Mateo 11 SCLBMateo 11:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Jesu akavapindura achiti, “Endai mundotaurira Johani zvamuri kunzwa nezvamuri kuona zvokuti
Pakurirana nevamwe
Mateo 11 SCLBD