Mateo 11:29-30
Mateo 11:29-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Takurai joko rangu, mudzidze kwandiri, nokuti ndiri munyoro uye ndine mwoyo unozvininipisa, uye muchawana zororo remweya yenyu. Nokuti joko rangu hariremi uye mutoro wangu wakareruka.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 11Mateo 11:29-30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Takurai joko rangu, mudzidze kwandiri; nokuti ndiri munyoro, ndinomwoyo unozvininipisa, kuti muwane zororo pamweya yenyu. Nokuti joko rangu rakanaka, nomutoro wangu unorerukira.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 11Mateo 11:29-30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Torai joko rangu mudzidze kwandiri nokuti ndine mwoyo munyoro uye ndakazvirereka muchazviwanira mwoyo yenyu zororo nokuti joko rangu rakanaka uye mutoro wangu wakareruka.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 11