Mateo 11:20 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 11:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu akatanga kutuka maguta akanga aitwa zvishamiso zvake zvizhinji, nokuti akanga asina kutendeuka.
Pakurirana nevamwe
Mateo 11 BDSCMateo 11:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akatanga kutuka maguta makanga maitwa mabasa ake esimba mazhinji, nokuti haana kutendeuka, akati
Pakurirana nevamwe
Mateo 11 SNA2002Mateo 11:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino wakataŋga kutuka maguta makaŋga maitwa maɓasa ake esimba mazhinji, nokuti haana‐kutendeʋuka, akati
Pakurirana nevamwe
Mateo 11 SUB1949Mateo 11:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akatanga kutsiura maguta maakanga aita zvishamiso zvake zvizhinji nokuti havana kutendeuka.
Pakurirana nevamwe
Mateo 11 SCLBMateo 11:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Jesu akatanga kutsiura maguta maakanga aita zvishamiso zvake zvizhinji nokuti havana kutendeuka.
Pakurirana nevamwe
Mateo 11 SCLBD