Mateo 11:2
Mateo 11:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino Johani ari mutorongo, paakanzwa nezvamabasa aJesu, akabva atuma vadzidzi vake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 11Mateo 11:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Johani, ari mutorongo, akanga anzwa mabasa aKristu, akatuma shoko navadzidzi vake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 11Mateo 11:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Johani paakanzwa ari mujeri zvinhu zvakanga zvichiitwa naKristu, akatuma vadzidzi vake neshoko kwaari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 11