Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 10:9 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 10:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Musatakura goridhe, kana sirivha kana ndarira, muzvikwama zvenyu

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 BDSC

Mateo 10:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Musatora ndarama kana sirivha, kana ndarira muzvikwama zvenyu

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SNA2002

Mateo 10:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Musatora ndarama kana sirveri, kana ndarira muɀikwama ɀenyu

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SUB1949

Mateo 10:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Musatakure mari yendarama kana yesirivha kana yekopa muzvikwama zvenyu

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SCLB

Mateo 10:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Musatakure mari yendarama kana yesirivha kana yekopa muzvikwama zvenyu

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SCLBD