Mateo 10:8
Mateo 10:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Poresai vanorwara, mutsai vakafa, natsai vaya vana maperembudzi, dzingai madhimoni. Makagamuchira pasina muripo, chingopaiwo pasina muripo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 10Mateo 10:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Poresai vanorwara, mutsai vakafa, natsai vanamaperembudzi, budisai mweya yakaipa. Makangopiwa henyu, chingopai henyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 10Mateo 10:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rapai vanorwara, mutsai vakafa, murape vana maperembudzi mudzinge mweya yakaipa. Makapiwa pachena, imi ipaiwo pachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 10