Mateo 10:7 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 10:7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamunoenda, muparidze muchiti, ‘Umambo hwokudenga hwaswedera.’
Pakurirana nevamwe
Mateo 10 BDSCMateo 10:7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mufambe, muparidze, muchiti, ‘Ushe hwekudenga hwaswedera.’
Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SNA2002Mateo 10:7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Mufambe, muparidze, muciti: Ʋushe bgokuɗeŋga bgasweɗera.
Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SUB1949Mateo 10:7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pamunenge muchifamba muchiti, ‘Umambo hwokudenga hwavapedyo.’
Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SCLBMateo 10:7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
pamunenge muchifamba muchiti, ‘Umambo hwokudenga hwavapedyo.’
Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SCLBD