Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 10:41 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 10:41 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ani naani anogamuchira muprofita nokuti muprofita achagamuchira mubayiro womuprofita, uye ani naani anogamuchira munhu akarurama nokuda kwokuti akarurama, achagamuchira mubayiro womunhu akarurama.

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 BDSC

Mateo 10:41 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Anogamuchira muporofita muzita romuporofita achapiwa mubayiro womuporofita; noanogamuchira akarurama muzita roakarurama, achapiwa mubayiro woakarurama.

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SNA2002

Mateo 10:41 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Unogamucira muprofita muzita romuprofita, ucapiwa muɓairo womuprofita; nounogamucira wakarurama muzita rowakarurama, ucapiwa muɓairo wowakarurama.

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SUB1949

Mateo 10:41 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Anogamuchira muporofita pamusana pokuti muporofita anowanawo mubayiro womuporofita. Uyowo anogamuchira munhu akarurama pamusana pokuti munhu wakarurama achagamuchirawo mubayiro womunhu wakarurama.

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SCLB

Mateo 10:41 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Anogamuchira muporofita pamusana pokuti muporofita anowanawo mubayiro womuporofita. Uyowo anogamuchira munhu akarurama pamusana pokuti munhu wakarurama achagamuchirawo mubayiro womunhu wakarurama.

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SCLBD