Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 10:40 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 10:40 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Anokugamuchirai anogamuchira ini, uye anogamuchira ini anogamuchira iye akandituma.

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 BDSC

Mateo 10:40 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Anokugamuchirai imi, anondigamuchireni; noanogamuchireni, anogamuchira akandituma.

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SNA2002

Mateo 10:40 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Unokugamucirai imi, unondigamucireni; nounogamucireni, unogamucira wakandituma.

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SUB1949

Mateo 10:40 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Uyo anogamuchira imi anogamuchirawo ini. Anogamuchira ini anogamuchirawo uyo akandituma.

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SCLB

Mateo 10:40 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Uyo anogamuchira imi anogamuchirawo ini. Anogamuchira ini anogamuchirawo uyo akandituma.

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SCLBD