Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 10:4 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 10:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Simoni muZiroti naJudhasi Iskarioti uyo akazomupandukira.

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 BDSC

Mateo 10:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Simoni muKanani, naJudhasi Isikarioti, uya wakamupandukira.

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SNA2002

Mateo 10:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Simoni muKanani, naJudasi Iskarioti, uya wakamupandukira.

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SUB1949

Mateo 10:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kwozotiwo Simoni muKenani naJudhasi Isikarioti uya akazomupandukira.

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SCLB

Mateo 10:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kwozotiwo Simoni muKenani naJudhasi Isikarioti uya akazomupandukira.

Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SCLBD