Mateo 10:34
Mateo 10:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
“Regai kufunga kuti ndakauya kuzounza rugare panyika. Handina kuuya kuzounza rugare asi hondo yebakatwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 10Mateo 10:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Musafunga kuti ndakauya kuzouyisa rugare panyika. Handina kuuya kuzouyisa rugare asi munondo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 10Mateo 10:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Musafunga kuti ndakauya kuisa rugare panyika; handina kuuya kuisa rugare, asi kurwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 10Mateo 10:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Regai kufunga kuti ndakauya kuzounza rugare panyika. Handina kuuya kuzounza rugare asi hondo yebakatwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 10