Mateo 10:17 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 10:17 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Chenjerai kuti vanhu vachakuisai kumatare uye vagokurovai mumasinagoge avo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 10 BDSCMateo 10:17 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi chenjerai vanhu, nokuti vachakuisai kumatare amakurukota, nokukurovai zvikuru mumasinagoge avo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SNA2002Mateo 10:17 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi cenjerai ʋanhu, nokuti ʋacakuisai kuʋuŋgano dzamakurukota, nokukuroʋai ɀikuru mumasinagoge aʋo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SUB1949Mateo 10:17 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngwarirai vanhu, nokuti vachakukwirirai matare vachikurovai mumasinagogu avo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SCLBMateo 10:17 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ngwarirai vanhu, nokuti vachakukwirirai matare vachikurovai mumasinagogu avo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SCLBD