Mateo 10:11 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 10:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Muguta ripi neripi nomusha upi noupi wamunenge mapinda, tsvakai munhu akakodzera uye mugogara mumba make kusvikira mabvamo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 10 BDSCMateo 10:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Muguta kana mumusha mamunopinda, bvunzai kuti ndiani arimo akafanira; mugarepo kusvikira muchibva.
Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SNA2002Mateo 10:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Muguta kana musha pose pamunopinda, bvunzai kuti ndiani uri’mo wakafanira; mugare’po kuȿikira mucibva.
Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SUB1949Mateo 10:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Guta riri rose ramunopinda kana musha uri wose wamunopinda bvunzai kuti ndiani anokodzera mauri. Garai naye kusvikira mabvamo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SCLBMateo 10:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Guta riri rose ramunopinda kana musha uri wose wamunopinda bvunzai kuti ndiani anokodzera mauri. Garai naye kusvikira mabvamo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 10 SCLBD