Mateo 10:1
Mateo 10:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akadana vadzidzi vake gumi navaviri akavapa simba rokudzinga mweya yakaipa nokuporesa marudzi ose ezvirwere namarudzi ose ehosha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 10Mateo 10:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akadanira kwaari vadzidzi vake vane gumi navaviri, akavapa simba pamusoro pemweya yetsvina kuti vaibudise, nokuporesa kurwara kwose noukosha hwose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 10Mateo 10:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akadaidza kwaari vadzidzi vake gumi navaviri akavapa simba pamusoro pemweya yetsvina kuti vaidzinge nesimba rokurapa zvirwere zvose namatenda ose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 10