Mateo 1:4 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 1:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ramu baba vaAminadhabhu, Aminadhabhu baba vaNashoni, Nashoni baba vaSarimoni
Pakurirana nevamwe
Mateo 1 BDSCMateo 1:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Arami akabereka Aminadhabhu; Aminadhabhu akabereka Nasoni; Nasoni akabereka Saremoni
Pakurirana nevamwe
Mateo 1 SNA2002Mateo 1:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Arami akaɓereka Aminadabi; Aminadabi akaɓereka Nasoni; Nasoni akaɓereka Saremoni
Pakurirana nevamwe
Mateo 1 SUB1949Mateo 1:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aramu akabereka Aminadhabhu; Aminadhabhu akaberekawo Naashoni; Naashoni ndokuberekawo Sarimoni.
Pakurirana nevamwe
Mateo 1 SCLBMateo 1:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Aramu akabereka Aminadhabhu; Aminadhabhu akaberekawo Naashoni; Naashoni ndokuberekawo Sarimoni.
Pakurirana nevamwe
Mateo 1 SCLBD