Mateo 1:24
Mateo 1:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Josefa paakapepuka, akaita sezvaakanga arayirwa nomutumwa waIshe, uye akatora Maria somukadzi wake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1Mateo 1:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Josefa akamuka pahope dzake akaita sezvaakarairwa nomutumwa waIshe, akatora mukadzi wake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1Mateo 1:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Josefi paakamuka akaita sokuudzwa kwaakanga aitwa nomutumwa waTenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1