Mateo 1:2
Mateo 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Abhurahama aiva baba vaIsaka, Isaka baba vaJakobho, Jakobho baba vaJudha namadzikoma ake, navanunʼuna vake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1Mateo 1:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Abhurahamu akabereka Isaka; Isaka akabereka Jakobho; Jakobho akabereka Judha navanun'una vake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1Mateo 1:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Abhurahamu akabereka Isaki; Isaki akaberekawo Jakobho; Jakobho ndokuberekawo Judha; navanun'una vake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1