Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 1:11 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 1:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

naJosia baba vaJekonia navanunʼuna vake panguva yavaiva kuutapwa muBhabhironi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 1 BDSC

Mateo 1:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Josia akabereka Jekonia navanun'una vake nenguva yokutapwa kwavo Bhabhironi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 1 SNA2002

Mateo 1:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Josia akaɓereka Jekonia naʋanuŋuna ʋake neŋguʋa yokutapxa kwaʋo Babironi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 1 SUB1949

Mateo 1:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Josia akabereka Jokonia navakoma navanun'una vake panguva yavakatapwa kuenda kuBhabhironi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 1 SCLB

Mateo 1:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Josia akabereka Jokonia navakoma navanun'una vake panguva yavakatapwa kuenda kuBhabhironi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 1 SCLBD