Maraki 3:18
Maraki 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye muchaonazve musiyano pakati pavakarurama navakaipa, pakati pavaya vanoshumira Mwari navaya vasingamushumiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Maraki 3Maraki 3:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo muchaonazve kusiyana kwowakarurama nowakaipa, kwoanoshumira Mwari noasingamushumiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Maraki 3Maraki 3:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapozve ndipo pamuchazosiyanisa mutsauko uri pakati pomururami nomuipi napakatiwo pomunhu anoshandira Mwari neasingamushandire.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Maraki 3