Maraki 2:6
Maraki 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kurayira kwechokwadi kwakanga kuri mumuromo wake, uye chisakarurama hachaiwanikwa pamiromo yake. Akafamba neni murugare nomukururama, uye akadzora vazhinji pazvivi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Maraki 2Maraki 2:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Murayiro wezvokwadi wakanga uri mumuromo wavo, kusarurama hakuna kuwanikwa pamiromo yavo; vakafambidzana neni norugare nokururama, vakadzora vazhinji pazvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Maraki 2Maraki 2:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Rudzidziso rwechokwadi ruri pamuromo pake, uipi hahwaiwanikwa pamuromo pake. Akafamba neni mukuwadzana nomukururama. Akadzora vazhinji kuhuipi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Maraki 2