Ruka 9:62
Ruka 9:62 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akapindura akati, “Hakuna munhu anoti kana akaisa ruoko rwake pagejo akacheuka angafanirwa nokushumira muumambo hwaMwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:62 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Jesu akati kwaari, “Hakuna munhu angati kana aisa ruoko rwake pabadza, akacheukira shure, angafanirwa noushe hwaMwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:62 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati kwaari, “Hakuna munhu anobata gejo asi iye achicheuka shure angakodzere umambo hwaMwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9