Ruka 9:58
Ruka 9:58 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Jesu akati kwaari: Mhuŋgubge dzinemŋena, neshiri dzokuɗeŋga dzinamatendere, asi Mŋanakomana womunhu haana‐paaŋgatsamidza musoro wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:58 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akapindura akati, “Makava ane mwena yawo uye shiri dzedenga dzine matendere adzo, asi Mwanakomana woMunhu haana paangatsamidza musoro wake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:58 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwaari, “Mhungubwe dzine mwena, neshiri dzokudenga dzina matendere, asi Mwanakomana womunhu haana paangatsamidza musoro wake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:58 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati kwaari, “Makava ana maguru uye shiri dzedenga dzina matendere asi Mwanakomana womunhu haana kana pokutsamira musoro wake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9