Ruka 9:26
Ruka 9:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ani naani anondinyara kana kunyara mazwi angu, Mwanakomana womunhu achamunyarawo kana wouya mumbiri yake nomumbiri yaBaba neyavatumwa vatsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana munhu akanyara pamusoro pangu namashoko angu, Mwanakomana woMunhu achanyarawo pamusoro pake paanouya mukubwinya nomukubwinya kwaBaba nokwavatumwa vatsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Nokuti ani naani anonyara pamusoro pangu namashoko angu, Mwanakomana womunhu achanyarawo pamusoro pake musi waanouya nokubwinya kwake nokwaBaba, nokwavatumwa vatsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ani naani anondinyara kana kunyara mazwi angu, Mwanakomana womunhu achamunyarawo kana wouya mumbiri yake nomumbiri yaBaba neyavatumwa vatsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9