Ruka 9:25
Ruka 9:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti zvinobatsireiko munhu kuwana zvinhu zvapasi pose asi achizvirasa achizviparadza iye pachake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ko, munhu achabatsirwei kana akawana nyika yose, asi agorasikirwa noupenyu hwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti munhu achabatsirweiko, kana awana nyika yose, akazvirasa nokuzvitadzira?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti zvinobatsireiko munhu kuwana zvinhu zvapasi pose asi achizvirasa achizviparadza iye pachake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9