Ruka 8:24
Ruka 8:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vadzidzi vakaenda vakandomumutsa vachiti, “Tenzi, Tenzi, tava kunyura!” Ipapo akamuka akarayira mhepo namafungu emvura zhinji, dutu rikaserera, uye kukadzikama kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 8Ruka 8:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakauya kwaari, vakamumutsa, vachiti, “Tenzi! Tenzi! Tofa!” Ipapo akamuka, akarayira mhepo namafungu emvura; zvikaguma, kukadzikama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 8Ruka 8:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakaenda vakandomumutsa vachiti, “Tenzi, Tenzi tava kuparara.” Akamuka akatsiura mhepo namasaisai namafungu anotyisa. Zvakabva zvaganhuka kukabva kwati dzika–dzika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 8