Ruka 8:17
Ruka 8:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti hakuna chakavanzika chisingazobudiswi pachena, uye hakuna chakavigwa chisingazozivikanwi kana kuiswa pachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 8Ruka 8:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Nokuti hakuna chakavanzika, chisingazooneswi, hakuna chakavigwa, chisingazozikanwi, nokubuda pachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 8Ruka 8:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hapana chakavigwa chisingazoburitswa pachena kana chii zvacho chakavanzika chisingazozivikanwa chichiiswa pachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 8