Ruka 8:15
Ruka 8:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi mbeu yapavhu rakanaka inomirira vaya vane mwoyo yakatendeka uye yakanaka, vanonzwa shoko, vorichengeta, uye nokuda kwokutsungirira kwavo vanobereka zvibereko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 8Ruka 8:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi dzomuvhu rakanaka, ndivo vakanzwa shoko mumwoyo wakarurama nowakanaka, vanorichengeta, vachibereka zvibereko nokutsungirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 8Ruka 8:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dziya dzakawira muvhu rakanaka, ndivo vaya vanoti kana vanzwa shoko vanoribatisisa zviri pachokwadi nemwoyo wakanaka. Vanobereka zvibereko nokutsungirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 8