Ruka 8:12
Ruka 8:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Dziya dzakawira munzira ndivo vaya vanonzwa, ipapo dhiabhori anouya uye agovatorera shoko pamwoyo yavo, kuitira kuti varege kutenda vagoponeswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 8Ruka 8:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Avo vapanzira ndivo vakanzwa; zvino Dhiabhori wouya, achibvisa shoko pamwoyo yavo, kuti varege kutenda, vakaponeswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 8Ruka 8:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dziya dzaparutivi penzira ndivo vaya vakanzwa izwi asi Satani anouya wobvisa izwi iroro mumwoyo mavo kuti varege kudavira uye kuti varege kuponeswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 8