Ruka 5:5-6
Ruka 5:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Simoni akapindura akati, “Mudzidzisi, tabinduka usiku hwose, tikasabata chinhu, asi pamusana pokuti mazvitaura ndichadzikisa usvasvi mumvura.” Vakati vaita izvozvo, vakakukuzva hove zhinji, usvasvi hwavo hukatenge hoda kubvaruka.
Ruka 5:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Simoni akapindura akati, “Tenzi, takashanda zvakaoma usiku hwose uye hatina kubata chinhu. Asi sezvamadaro imi, ndichakanda hangu mambure.” Vakati vaita saizvozvo, vakabata hove zhinji kwazvo uye mambure avo akatanga kubvaruka.
Ruka 5:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Simoni akapindura, akati, “Tenzi, takatambura usiku hwose, tisingabati chinhu; asi zvamadaro imi, ndichakanda husvasvi.” Vakati vaita izvozvo, vakakuva hove zhinji, husvasvi hwavo hukabvaruka.
Ruka 5:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Simoni akapindura akati, “Mudzidzisi, tabinduka usiku hwose, tikasabata chinhu, asi pamusana pokuti mazvitaura ndichadzikisa usvasvi mumvura.” Vakati vaita izvozvo, vakakukuzva hove zhinji, usvasvi hwavo hukatenge hoda kubvaruka.
Ruka 5:5-6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Simoni akapindura, akati: Tenzi, takatambura ʋusiku bgose, tisiŋgaɓati cinhu; asi ɀamaɗaro imi, ndicakanda ʋutaʋa. Ʋakati ʋaita iɀoɀo, ʋakakomba hoʋe zhinji; ʋutaʋa bgaʋo bgukabvaruka.
Ruka 5:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)