Ruka 5:35
Ruka 5:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi nguva ichauya apo chikomba chichabviswa kwavari; mumazuva iwayo vachatsanya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 5Ruka 5:35 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi mazuva achasvika; zvino kana muwani azobviswa kwavari, vachazvinyima zvokudya namazuva iwayo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 5Ruka 5:35 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi mazuva achauya avachatorerwa muwani. Pamazuva iwayo ndipo pavachazotsanya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 5