Ruka 4:43
Ruka 4:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi iye akati, “Ndinofanira kuparidza vhangeri roumambo hwaMwari kuna mamwewo maguta, nokuti ndizvo zvandakatumirwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 4Ruka 4:43 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi akati kwavari, “Ndinofanira kuparidzira mamwe magutawo Vhangeri youshe hwaMwari; nokuti ndizvo zvandakatumirwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 4Ruka 4:43 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Jesu akati kwavari, “Ndinofanira kuparidzawo shoko rakanaka roumambo hwaMwari kuna mamwe maguta nokuti ndizvo zvandakatumirwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 4