Ruka 24:6
Ruka 24:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Haapo pano; amuka! Rangarirai zvaakakuudzai, paakanga achinemi muGarirea kuti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24Ruka 24:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Haapo pano, amuka. Fungai zvaakakuudzai achiri Gariria
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24Ruka 24:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Yeukai zvaakakuudzai achiri kuGarirea
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24