Ruka 24:49
Ruka 24:49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichakutumirai chipikirwa chakavimbiswa naBaba; asi imi garai muguta kusvikira mafukidzwa nesimba rinobva kumusoro.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24Ruka 24:49 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tarirai, ndinotuma pamusoro penyu chipikirwa chaBaba vangu; asi imi garai muguta, kusvikira mapiwa simba rinobva kumusoro.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24Ruka 24:49 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chinzwai, ndichatumira pamuri chipikirwa chababa vangu. Asi imi garai muguta rino, kusvikira mapiwa simba rinobva kumusoro.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24