Ruka 24:30
Ruka 24:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati agara navo patafura, akatora chingwa, akavonga, akachimedura akatanga kuvapa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24Ruka 24:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati agara navo pakudya, akatora chingwa, akachiropafadza, akachimedura, ndokuvapa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24Ruka 24:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paakanga ari pakudya navo, akatora chingwa akachikomborera ndokuchimedura akachipa kwavari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24