Ruka 24:2-3
Ruka 24:2-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakawana ibwe rakungurutswa kubva paguva, asi vakati vapinda, vakashayiwa mutumbi waIshe Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24Ruka 24:2-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakawana ibwe rakunguruswa, rabviswa pabwiro, vakapinda, vakashayiwa chitunha chashe Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24Ruka 24:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakawana dombo riya rakungurutswa kubva paguva. Asi pavakapinda havana kuwana chitunha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24